Igru Chtobi Nauchitjsya Ezditj Na Mashine

Posted on
Igru Chtobi Nauchitjsya Ezditj Na Mashine 6,1/10 2567 votes

ZUVA rava kupinda muna amai varo, uye Josefa akamira mugadheni rake. Zvimwe ari kuona miti yemichindwe nemimwewo yemichero, madziva ane tumiti tunokura mumvura, uyewo kachikamu kemuzinda waFarao. Fungidzira Josefa achinzwa nechekure zviri kuitika mumba make; mwana wake Manase achitamba naEfremu munun’una wake, iko kaEfremu kachigegedzera. Josefa anoita seari kuona zviri kuitika mumba imomo, mudzimai wake achinyemwerera paanoona vakomana ava vachitamba havo. Josefa anonyemwerera.

-klinton-chtoby-upravlyat-cherez-nee-stranoj 2016-06-10T00:34:53+03:00. -v-gushu-boya-chtoby-naslazhdatsya-zhiznyu 2017-10-03T13:32:29+03:00. 0.8 -kievskii-ekspert-schitaet-chto-ukraine-nuzhno-nauchitsya-dogovarivatsya.

Anobva angoona kuti akakomborerwa. Josefa ainge atumidza dangwe rake zita rekuti Manase nekuti rine chekuita nekukanganwa. () Makomborero akapiwa Josefa mumakore akanga achangodarika ainge amuzorodza kuti arege kuramba achisuwa kumba, uye vakoma vake nababa vake. Vakoma vake avo vainge vakamuvenga vakaita kuti upenyu hwake huchinje. Vakambomurwisa, vakambofunga zvekumuuraya, vakazomutengesa semuranda kuvanhu vanofamba vachiita bhizimisi.

Igru

Kubvira ipapo, upenyu hwake hwakanga hwangova nhamo nematambudziko. Kwemakore anenge 12, akatambura ari muranda, akaiswa mujeri, maakaita nguva yakati kuti akasungwa nezvisungo zvesimbi. Asi iye zvino akanga ava mutevedzeri waFarao, munyika ine simba yeIjipiti! Kwemakore akati kuti, Josefa ainge aona zvinhu zvichiitika sezvainge zvataurwa naJehovha. Makore 7 akanga agara ataurwa egoho rakanaka muIjipiti ainge afamba, uye Josefa ainge atungamirira pakuchengetwa kwezviyo zvaisara. Munguva iyi akanga ava nevana vaviri nemudzimai wake Asenati.

Igru chtobi nauchitjsya ezditj na mashine no 1

Kunyange zvakadaro, pfungwa dzake dzaiwanzodzoka kumhuri yavo yainge iri kure, kunyanya munun’una wake Bhenjamini, nababa vavo vaaida, Jakobho. Josefa angadaro ainetseka kuti zvinhu zvainge zvakavamirira sei? Uye angadaro aifungawo nezvevakoma vake, kuti vainge vachinja here maitiro avo echisimba uye kuti aizokwanisa here kuwirirana nevemumhuri make. Kana mhuri yenyu isingawirirane nekuti pane godo, kusavimbana kana kuti ruvengo, ungangodaro wakati fananei naJosefa. Tingadzidzei pakutenda kwakaratidzwa naJosefa paairiritira mhuri yekumba kwavo? Josefa akaramba achizvininipisa, zvikaita kuti Jehovha amutume kuti aite basa rake VaIjipiti vanofanira kunge vakatenda Josefa uye vakamurumbidza pamusana pekugona kwake kuronga. Kunyange zvakadaro, Josefa haaizomboda kuti vanhu vamutende, asi kuti vatende Jehovha Mwari wake.

Kana tikashandisa zvipo zvatiinazvo pakushumira Mwari wedu tichizvininipisa, anogona kuita kuti tikwanise kubudirira pakushandisa zvipo izvozvo kupfuura zvatingafungidzira. Nekufamba kwenguva, muIjipiti makavawo nenzara. Pavakachemera Farao, akabva angovaudza kuti: “Endai kuna Josefa. Itai chero zvaanokuudzai.” Saka Josefa akatanga kuvhura matura ezvekudya zvainge zvachengetwa makore emaguta, uye vanhu vaitenga kwaari.—. Asi vanhu vaigara munyika dzainge dzakapoteredza Ijipiti vainge vakaomerwa. Mhuri yaJosefa yakanga ichitambura iri kure zvikuru, kunyika yeKenani. Jakobho uyo ainge akwegura, akanzwa kuti kuIjipiti kwaiva nezviyo, saka akatuma vanakomana vake kuti vanotenga zvekudya ikoko.—.

Jakobho akatuma vanakomana vake gumi, asi akati Bhenjamini asare. Jakobho akanga achiri kudemba zvakaitika paakatuma mwana wake waaida Josefa kunoona vakoma vake. Apa ndipo paakanga apedzisira kumuona. Vakoma vacho vakadzoka kumba nenguo yaJosefa yainge yakanaka yairatidza kuti baba vake vaimuda, yakazara ropa uye yakabvaruka-bvaruka.

Izvi zvakaita kuti Jakobho apererwe uye afunge kuti Josefa ainge adyiwa nechikara.—. Vafamba rwendo rwurefu, vanakomana vaJakobho vakazosvika kuIjipiti. Pavakabvunza kwaitengeswa zviyo, vakaudzwa kuti vanoona mukuru wehurumende ainzi Zafenati-paneya. () Pavakamuona vakazviziva here kuti aiva Josefa? Vakangomuonawo semutongi ane simba wemuIjipiti aigona kuvabatsira.

Pepsi Man For Android Free Download Description Download the official version of India apps from 9apps now. 10,000+ users downloaded Pepsii Run latest version on 9Apps for free every week! Many latest version apps provided on 9Apps too. Android phone wiki. Trick Pepsi Man for Android Free. Trick for play Pepsi Man. I understand that I will receive the Android Apps by Download newsletter and the Download Insider. I am aware I can opt out at. Download Pepsi Man 1.2 by FanAppsOrg for Android. Pepsi Man Sticker is a cool decoration widget for Pepsi Man fans. No less no more. Add this free widget and place the. Pepsi man game free download - Trick Pepsi Man, Last Man, Hammer Man, and many more programs. Enter to Search. Popular Apps Best Apps News CNET English. Pepsi Man Game (Apk) Free Download Disclaimer appears on the packaging of the brand new “jetting litigate” gamy from software program bundle builders youngster, producers of Saturn H-video games very very similar to welcome TO Herb. That is typically not a recreation.